Loading...
Larger font
Smaller font
Copy
Print
Contents
Tariro Huru - Contents
  • Results
  • Related
  • Featured
No results found for: "".
  • Weighted Relevancy
  • Content Sequence
  • Relevancy
  • Earliest First
  • Latest First
    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents

    Kusaora Pakuuya KwaJesu

    Kuzorora kwevakarurama vakaneta! Nguva, refu kana pfupi kwavari zvakangoita sechinhu chimwe. Vanorara; vomutswa nehwamanda yaMwari kumbiri yekusaora. “Pakarepo nekubwaira kweziso nehwamanda yokupedzisira; nokuti hwamanda icharira, ipapo vakafa vachamutswa nokusavora, nesu tichashandurwa; nokuti ichi chinovora chinofanira kufuka kusavora; nechichi chinofa chinofanira kufuka kusafa. Zvino kana ichi chinoora chafuka kusavora, nechichi chinofa chafuka kusafa, ipapo shoko rakanyorwa richaitika rinoti: Rufu rwakamedzwa nokukunda” ( 1 vaKorinte 15:52-54). Vachidanwa kubva mukurara uku vanotanga kufunga kubva pavakagumira. Chavakapedzisira kunzwa kwaive kurwadza kwerufu; pfungwa dzavo dzakagumisira kuziva kuti vainge vozoenda pasi pesimba reguva. Pavanomuka muguva chavanotanga kufarira kukunda guva “Iwe rufu, kukunda kwako kuripiko? Iwe rufu rumborera rwako ruripiko?” (1 vaKor 15:55).TaH 47.1

    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents