Loading...
Larger font
Smaller font
Copy
Print
Contents
Tariro Huru - Contents
  • Results
  • Related
  • Featured
No results found for: "".
  • Weighted Relevancy
  • Content Sequence
  • Relevancy
  • Earliest First
  • Latest First
    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents

    Magumo Maviri

    “Nokuti mubairo wezvivi ndirwo rudo, asi chipo chokungopihwa chaMwari ndihwo hupenyu husingaperi munaKristu Ishe wedu”. Ipapo rufu nehadesi zvakakandirwa mudziva romwoto. Ndirwo rufu rwechipiri, ndiro dziva romwoto” (vaRoma 6:23; Zvaka 20:14).TaH 43.1

    Rufu rwakauya pavanhu vese nokuda kwekutadza kwaAdama. Vese vanoenda kuguva. Kubudikidza nezano reruponeso vese vachabuditswa mumakuva: “Musashamiswa naizvozvo, nokuti nguva inouya nayo vose varimumabwiro vachanzwa inzwi rake; vachabuda, avo vakaita zvakanaka kukumuka kwovupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa” ( John 5:28,29). Asi mutsauko uripo pamapoka maviri aya pakumuka kwavo ” Ndinetariro kuna Mwari iyo vanotendavo vamene, kuti kuchavapo kumuka kwavakafa, k wa vakarurama navasakarurama”. ” Nokuti vose sezvavanofa munaAdama saizvozvovo vose vachararamiswa munaKristu” ( Mabasa 24:15; 1 vaKor 15:22; John 5:28-29).TaH 43.2

    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents