Loading...
Larger font
Smaller font
Copy
Print
Contents
Tariro Huru - Contents
  • Results
  • Related
  • Featured
No results found for: "".
  • Weighted Relevancy
  • Content Sequence
  • Relevancy
  • Earliest First
  • Latest First
    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents

    Ngirozi Dzokurinda

    Ngirozi yekurinda inopuhwa muteveri wose waKristu; “Mutumwa waJehova unokomberedza vanomutya nekuvarwira” akadaro muponesi achitaura nezveavo vanotenda kwaari: ” Kudenga, ngirozi dzavo dzinosiona chiso chaBaba wangu” (Mapisa 34:7; Matt 18:10). Vanhu vaMwari vachiedzwa nezvakaipa zvemuchinda werima vanogutsikana mukuvepo kwengirozi dzokurinda. Gutsikano yevimbiso iyi iripo nokuti kune vashumiri nevabati vanotyisa vezvakaipa vanofanirwa kusanganiwa navo-vashumiri ivava vazhinji kwazvo uye vanoshanda vasinganeti vaine hukasha husingatuvidzwi.TaH 21.12

    Larger font
    Smaller font
    Copy
    Print
    Contents